Tabhenakeri (III): Mumvuri weEvhangeri yeMvura noMweya Tabhenakeri (III): Mumvuri weEvhangeri yeMvura noMweya

Tabhenakeri (III): Mumvuri weEvhangeri yeMvura noMweya

    • USD 3.99
    • USD 3.99

Descripción editorial

Wuru yebhuruu, pepuru netsvuku uye nemucheka wakarukwa zvakaisvonaka, izvo zvakaratidzwa pamukova wechivanze cheTabhenakeri, zvinotiratidza mabasa aJesu Kristu munguva yeTestamende Itsva awo akaponesa vanhu. Nenzira iyi, Shoko reTabhenakeri reTestamende Yakare uye neShoko reTestamende Itsva zvinodyidzana zvakanyanya, sezvakaita mucheka wakarukwa zvakaisvonaka. Asi irombo rakaipa kuti zvokwadi iyi yakanga yakavanzarikwa kwenguva refu kuvanhu vose vanotsvaga zvokwadi muchiKristu.
Achiuya panyika pano, Jesu Kristu akabhapatidzwa naJohane uye akadeura ropa rake paMuchinjikwa. Pasina kunzwisisa uye kutenda kuevhangeri yemvura noMweya, hakuna munhu angagona kuwana zvokwadi inoratidzwa muTabhenakeri. Tinofanira zvino kudzidza zvokwadi iyi yeTabhenakeri uye tigotenda kwairi. Tose tinofanira kuziva uye nekutenda kuzvokwadi yakaratidzwa pawuru yebhuruu, pepuru netsvuku uye nemucheka wakarukwa zvakaisvonaka pamukova wechivanze cheTabhenakeri.

GÉNERO
Religión y espiritualidad
PUBLICADO
2024
12 de junio
IDIOMA
SN
Shona
EXTENSIÓN
284
Páginas
EDITORIAL
Paul C. Jong
VENDEDOR
Draft2Digital, LLC
TAMAÑO
3.1
MB

Más libros de Paul C. Jong

Chii Chinodikanwa Pauri Kuti Uzvarwe Patsva? Chii Chinodikanwa Pauri Kuti Uzvarwe Patsva?
2024
Mharidzo Pamusoro paVaEfeso (I) - Ko Mwari ari Kutaura Kuti Chii Kwatiri Kuburikidza Netsamba Kuvaefeso? Mharidzo Pamusoro paVaEfeso (I) - Ko Mwari ari Kutaura Kuti Chii Kwatiri Kuburikidza Netsamba Kuvaefeso?
2024
Εχεις αναγεννηθεί πραγματικά εξ ύδατος και Πνεύματος; [Νέα Αναθεωρημένη Έκδοση] Εχεις αναγεννηθεί πραγματικά εξ ύδατος και Πνεύματος; [Νέα Αναθεωρημένη Έκδοση]
2024
Mharidzo Pamusoro Peevhangeri Yamateo (I) - Ko Mukristu Angaita Hurukuro Yepamoyo Naishe Panguva Ipi? Mharidzo Pamusoro Peevhangeri Yamateo (I) - Ko Mukristu Angaita Hurukuro Yepamoyo Naishe Panguva Ipi?
2024
Bạn đã thật sự được sanh lại bằng nước và Thánh linh chưa? [Ấn Bản Mới Được Sửa Đổi] Bạn đã thật sự được sanh lại bằng nước và Thánh linh chưa? [Ấn Bản Mới Được Sửa Đổi]
2024
Kudyidzana kweHushumiri hwaJesu nehwaJohane Mubhapatidzi Kwakanyorwa muEvhangeri Ina Kudyidzana kweHushumiri hwaJesu nehwaJohane Mubhapatidzi Kwakanyorwa muEvhangeri Ina
2024